Murder Song by Jah Prayzah Wagwizi Haa, Mukoma ndichiri mukati kuRemand Mhosva yangu ndakakanda chigirinedhi Ndakaona pamba pangu posvika bhirigedhiya Zvikanzi akanda chingoma ichi ko ndiani Ndasungirwa murder, attempted murder Ndarova ngoma kusvika mumwe munhu afenda Ndasungurwa murder, attempted murder Ndarova ngoma kusvika mumwe munhu afenda Uri goat une maguts, une madisnyongoro Kubaya bulls eye nemadarts, une madisnyongoro Une kathis, une kathat, une madisnyongoro Kana maboss kubvisa bhachi, une madisnyongoro Dai madira magate, ane muteuro Tichamuzora zumbani, anomuka here Simbimbindo Dai madira magate, ane muteuro Tikadira mhamba, anomuka here Simbimbindo Chakapinda chakabata pakadzika Chakunaka cause ndini ndakaruka Ndakapinda ndakakwenya dhabuka Vamwe vakandibuka Inyaya ichikupisa muchaunga Sechikwekwe ndakaramba ndakaruma Ndini ndandarikwenya bhazuka Vamwe vakandibuka Ndasungirwa murder, attempted murder Ndarova ngoma kusvika mumwe munhu afenda Ndasungirwa murder, attempted murder Ndarova ngoma kusvika mumwe munhu afenda Uri goat une maguts, une madisnyongoro Kubaya bulls eye nemadarts, une madisnyongoro Une kathis, une kathat, une madisnyongoro Kana maboss kubvisa bhachi, une madisnyongoro Dai madira magate, ane muteuro Tichamuzora zumbani, anomuka here Simbimbindo Dai madira magate, ane muteuro Tikadira mhamba anomuka here Simbimbindo Keresenziya kundirambira musombodhiya Ndikadhakiwa ini ndinombovata munzira Ndakambopinda negejo muchechi Pamariro ndakambobvira bhachi Ndikadhakisa neighbourhood watch Pakatsva imba ndini ndaiwedzera gas Amukoma ndikabata bhodhoro Ndogona kuvhiya kana mbongoro Inzwai mukoma ndakatuka kanzuru Ndikavata imba isina kenduru Ndasungirwa murder, attempted murder Ndarova ngoma kusvika mumwe munhu afenda Ndasungirwa murder, attempted murder Ndarova ngoma kusvika mumwe munhu afenda Uri goat une maguts, une madisnyongoro Kubaya bulls eye nemadarts, une madisnyongoro Une kathis, une kathat, une madisnyongoro Kana maboss kubvisa bhachi, une madisnyongoro Hallo Hallo Muk
Vous aimerez aussi
Alikiba - Mwana (Official Music Video)
Nathaniel Bassey Best African Gospel Songs Mix 2023 - Powerful Gospel Worship Songs 2023
BURNA BOY SONGS/MIX/PLAYLIST 2023
Lucky Dube Full Album Top 20 Best Reggae Songs Of Lucky Dube
Jah Prayzah - Mwana WaMambo (Official Music Video)
Jah Prayzah - Chikomo (Official Music Video)
Yo Maps - Ex Wamunandi (Official Music Video)
Rema - YAYO (Lyric Visualizer)
Oliver Mtukudzi Ft Ladysmith Black Mambazo - Neria
Jah Prayzah - Soja Rinosvika Kure (Official Video)
Jah Prayzah feat. Zimpraise - Miteuro
Jah Prayzah - Hakata
Jah Prayzah - Tenda
Jah Prayzah - Chiremerera
Jah Prayzah - Eriya
Jah Prayzah - Dzamutsana
Jah Prayzah - Ticheneke (Official Music Video)
Jah Prayzah - Chengetedza
Jah Prayzah ft. Feli Nandi - Sarungano (Official Music Video)
Jah Prayzah ft. Charma Girl - Dali Wangu (Official Video)
Everybody Loves Christmas Song (Official Video) ft Dbanj, Falz and everybody loves Jenifa crew
BEST OF RIDDIMS VIDEO MIX 2023(REGGAE ONEDROP & LOVERS ROCK) BUSY SIGNAL,ROMAIN VIRGO,CHRIS MARTIN
“Golden” Official Lyric Video | KPop Demon Hunters | Sony Animation
Trending songs 2024 ☀️Tiktok trending songs ~ Top music 2024
Commentaires
1 commentaires
